Jump to content


Community Status Updates


BT FIFTY's Photo

BT FIFTY

Chinoz aifamba neshamwari dzake mbiri tongoti A na B. Vakasvika pavaimhoreswa nemitupo. A akati ini ndinoyera mhofu yemukono. B akati ini ndoyera soko mrehwa then Chinoz akanzwa zvemhuka nenzvimbo akatiwo ini tsindi marondera.
May 27 2012 11:48 AM