Jump to content


Alaska School Chinhoyi late 70s mid 80s


837 replies to this topic

#21 Mtshumayeli

Mtshumayeli

    New Zimbabwean

  • Members
  • 482 posts
  • Gender:Male
  • Location:USA
  • Interests:Bible reading
    Attending my church functions
    Life is fragile youhave to handle it with prayer
    />My kids take most of my time
    Once in a while I play soccer we have a team from my Church

Posted 17 June 2009 - 09:25 PM

Rooster ini I was one nice person, Mkwidza was my cool buddy. Mozi was too soft mhani saka vanhu vaimudherera. P Dee anobvunza zvinyau pano, waaona akafanira kutamba zvinyau ndiani? Hameno iwe G unongonhongana nezvese zvese, isu takataura kare, kuti tine clean hands. Vana Rooster kuzviita shasha, isu imbwa nyoro hatitaurise asi kuti mabasa edu ndiwo anotaura woga. vamwe taita kutsvagwa kwete kutsvaga.

#22 rooster

rooster

    New Zimbabwean

  • Members
  • 296 posts
  • Gender:Male
  • Location:Lagos

Posted 18 June 2009 - 08:47 AM

Prince D ndeupi uyu?  kuti PD Wawona Ganyau chinyau chekwaStiro. MT ichokwadi kuti mamoko aikutsvaka, but isu we believe kuti hapana chimouya chega. we went for it and GOT it. G fumura mafaira auinawo tiwone. No fear baba. Unless yu want tio tok about the class incident yemapopo. That is my only blemish un 4 years pamine school. Quiet a record if you consider that vana Haf Kaste, vanaMagirazi vaikwikwidza becoz of the church descipline. Handidi hangu maoff layer nemacast off but ndasuwa Liz pano. Regai ndiedze kumubata pambozha nhare.



#23 rooster

rooster

    New Zimbabwean

  • Members
  • 296 posts
  • Gender:Male
  • Location:Lagos

Posted 18 June 2009 - 11:46 AM

Princess Dee- from the above two photos, which one are you??????

#24 rooster

rooster

    New Zimbabwean

  • Members
  • 296 posts
  • Gender:Male
  • Location:Lagos

Posted 19 June 2009 - 09:49 AM

Got Liz pacellular nezuro and advised her how to get back pashinda. I hope harisi dofo, lets give her a few days, if she doesnt coem back then we know idofo for real.

Just in case I fail to get in touch again today. Hev a wonderful and blessed weekend vanhu woye.

#25 rooster

rooster

    New Zimbabwean

  • Members
  • 296 posts
  • Gender:Male
  • Location:Lagos

Posted 19 June 2009 - 09:53 AM

Hameno muface anonzi Kentso akaita enquire about us kumaprofile uku? Pane anefaira rake here?

#26 Mtshumayeli

Mtshumayeli

    New Zimbabwean

  • Members
  • 482 posts
  • Gender:Male
  • Location:USA
  • Interests:Bible reading
    Attending my church functions
    Life is fragile youhave to handle it with prayer
    />My kids take most of my time
    Once in a while I play soccer we have a team from my Church

Posted 19 June 2009 - 09:28 PM

I also got mail from Kentso but did not respond to it. Ngaauye mudariro mune vamwe. Ari kutyeyi? I guess ndiKali zita rack riri pretty close. Munhu anongotanga nekuti iwe ndiwe ani iye asina kuti iye ndiani. Kusvika auya pano tombo mubatabata, opasa initiation then we may start talking. Rooster thanks for getting in touch with chimhandara Liz I hope anodzoka, otherwise G angatoita mhengera mumba

#27 Princess Dee

Princess Dee

    New Zimbabwean

  • Members
  • 2819 posts
  • Gender:Female
  • Location:In His loving arms

Posted 22 June 2009 - 09:12 AM

Aiwa inini handina kugara kuma mine. Ndiri mugari wemuHarare ane guvhu riri pakati peTown. Ndaingo verenga hangu shinda dzese and chanced on yenyu ndikaona kunge mainakidzwa stereki. The only mine I have been to is Trojan Mine kudhara for sports and it looked preety dead to me (by my Harare standards) and ndipo pandakatanga kuona zvigure ndikarara ndichivhumuka. Ndangonakidzwa hangu kuona kuti munenge maitofambirwa nehupenyu kupfuura isu taiswera tiri mudurawall.


Oh,by the way, I am a fan of your thread and your nyayas so I will be a regular in it. Hope you dont mind
HER ROYAL ASSNESS!



#28 kentso

kentso

    New Zimbabwean

  • Members
  • 50 posts
  • Gender:Male
  • Location:luton uk

Posted 22 June 2009 - 02:13 PM

QUOTE (Mr Ganyamatope @ Jun 22 2009, 09:42 AM) <{POST_SNAPBACK}>
Kentso? Ndofunga ndovamwe vaye vanoda kuzviti vakakurira mu city iye taigara tese paShangwe,tichidya tese matohwe ekuChidzuwi nekukedha pasunday naDennis Shambawamedza ku club. Shame.

Rooster ukaita kuti Liz adzoke pano mfana zvinhu zvinokufambira bhanya.

Voice rangu rakaenda nekusvororedza ichi chematama chekuBuhera, otherwise ndingadai ndati mhoroi!

OK vapfana,just a short line to let you know kuti blaz wenyu ari fit.
Sewe zvako Ganyamatope nyarara ndini ndakakufundisa kuswimmer kwahwangwa tichinjachirinji sakausatombondidenha zvako  ndino kufumura


#29 Mtshumayeli

Mtshumayeli

    New Zimbabwean

  • Members
  • 482 posts
  • Gender:Male
  • Location:USA
  • Interests:Bible reading
    Attending my church functions
    Life is fragile youhave to handle it with prayer
    />My kids take most of my time
    Once in a while I play soccer we have a team from my Church

Posted 22 June 2009 - 07:58 PM

P Dee I have respect for you being honest, saka ramba uripo, we guarantee you that you will be entertained. We experienced all the life styles Zimbabwe can offer. Believe me or not all hte guys you see here all have their own properties in Harare, but because the mine life was so interesting we talk more about it.  Kenstho uyu zvanenge Liz  kuda kudenhana naG kuseni seni. Kasi iwe Kenstho chimbotaura nyaya svinu mhani kwete kungowawata kwauri kutia pano. Liz is on her way back, with more of Ganyau's files.

Boys ndaona Kusports uko kamwana kaIrene kakagowesa paweekend kakatadzisa Highlanders kuenda pamusoro pe Log

#30 rooster

rooster

    New Zimbabwean

  • Members
  • 296 posts
  • Gender:Male
  • Location:Lagos

Posted 23 June 2009 - 12:45 PM

Regai nditange nechimhandara ichi PD. Look pandakubvunza kuti ndiwe upi pamapikicha handina kuti ndiri kukuda aiwa!!! Isu ndisu taive vana doctor luv kumine saka we do appreciate beauty, wazvinzwa so quote this TIAVE meaning I am no longer doing it. Im happily married to Ganyau's sister and she was a songstress we Gule until we became Christians.
Any way you are welcome tio this site always. G was my class mate. (dofo zvaro but dont tell him) MT was at a school 8km away and was a buddy to my closest friend so we got to know each other well. Liz ah! uningozivawo zvimoko zvekumughodhi. Judge for yourself. Trojan was a mining town saka we quilify it pano. Isu mamine boys ndisu maOG. Period. Manyere nemotoro unozvoziva, komagreens (reeds) komagum ne nzimbe???

Kenso ndomuziva, must be Kenny Chigege chete but regai abude ega pachena. Ariko kuLondon ikoko saka G ukawanza unokwaturwa. K-man buda pachena daddy. Pano panezvirango saka be careful

Ganzaz pliz enda unokumbira ruregerero kumurume waLiz becoz we want her back paChakafukidza. Im sori kuti wakasvororodza PM vangu coz vakakuti dzoka kumusha iwe uri hwindi patruck yaHaf Kaste. maybe he wants you kuti usevenze kumakombi angu uchidraivha door.

MT ndeipi mface wangu. Sha zvivanhu zvekuno ma1. I went to the embassy for a visa and they said maNaija havadzoke chero ipi nyika yavanoenda saka they denied me a visa coz of my residence permit. What cheek. I have to go to H for the visa so I will go in July.

My regards to your family.

#31 rooster

rooster

    New Zimbabwean

  • Members
  • 296 posts
  • Gender:Male
  • Location:Lagos

Posted 23 June 2009 - 05:20 PM

I dont care whether you acknowledge kuti vaive neni kuskul or not, Ko ndini ndakati ita dofo here?? Zviri mugenes baba. As for you younger girl, Usatye hako, ini Im as safe as zizi. Tuidze hako kuti durawall rawaijamba ndereMbare National here kana kuti pamaStones kuFio? Handiti unoziva kuti seboys dzekumine, one or two of our brothers vakatiza foshoro and got work in H or Town so once in a while taisipota tichienda Harare yo. saka ndine idea kuti Harare yakaita sei. But if you ask me about the dark side of the underground or the heat yekusmelter or kuwona Nobody achikwira chimney kusmelter then I am your man. Ganyaz aive maraicha (lasher) and aiti kana apedza basa aifamba akaisa chiwesi muhuro, chimwe mupocket yehovhorosi apa helmet yakapfekwa at an angle. Hanzi ndiri bass boy.

Kenny boy ndeipi? i 4way pano saka pinda tiwone. Mfundisi ndeipi yenyu. Good nite people

#32 rooster

rooster

    New Zimbabwean

  • Members
  • 296 posts
  • Gender:Male
  • Location:Lagos

Posted 24 June 2009 - 04:25 PM

asi makwaturwa nevirus kani?? Isu tiripo pano & hatinete kutaura. Ganyau chinyau ndiwe wakaorganiser fake demo kuti vanhu vafunge kuti we are against Tsvangson wematama. manje wakanyangira yaona. The country has to heal and we have to start somewhere without more blood shed. so whether munoda or not GNU is the only way forward other than hondo. Now nemi magwara akaita semi makatiza nyika hondo yacho toihwina sei??? Do you see munhu akatsvukuruka sewe naHaf kaste risking all the freckles for a black man like me?
Futi ndiwe wakatengesa Washy paaibhema bute rake nedhobhi. Handikanganwe mfanami.

#33 Mtshumayeli

Mtshumayeli

    New Zimbabwean

  • Members
  • 482 posts
  • Gender:Male
  • Location:USA
  • Interests:Bible reading
    Attending my church functions
    Life is fragile youhave to handle it with prayer
    />My kids take most of my time
    Once in a while I play soccer we have a team from my Church

Posted 24 June 2009 - 08:02 PM

I struggled with the website yesterday, I could not open the web, I kept getting an error message. Roo ndiri bhoo mumwe wangu. Kentsho whtever his name is needs to behave hauuye pane vakuru uchiita nyemu nyemu wazvinzwa. Tiri vanhu vakuru isu tisu takavhura mugodhi tikapa baba vako basa kuti vakwanise kukutengera manappies wabva kupfeka zambia. Ganyaz saka uine makumbo ekuleft ese mfana, unofamba segakanje. Roo ndanga ndisinga zive kuti utori muNaija zviri serious.

PD ini naRooster takawana hameno kasekuru ako kanonzi Ganyaz, kachiri kutsvaga kwekufira ne mukondazi.
Ko ndeipi naLiz veduwe?

#34 rooster

rooster

    New Zimbabwean

  • Members
  • 296 posts
  • Gender:Male
  • Location:Lagos

Posted 25 June 2009 - 09:02 AM

Liz is lost in the wilderness. Will try hola her on her mobile again and take step by step. MT shamwari I have been coming tothis place for 3 years and nyaya yekutsvaka mavisa every time was getting cumbersome saka I decided to hget a resident permit. Works in some cases but in this case it was a disadvantage.

I wish kumusha kwachinaka becoz kuwana dhora chairo zvzkunetsa.

#35 kentso

kentso

    New Zimbabwean

  • Members
  • 50 posts
  • Gender:Male
  • Location:luton uk

Posted 25 June 2009 - 02:20 PM

QUOTE (Mtshumayeli @ Jun 24 2009, 09:02 PM) <{POST_SNAPBACK}>
I struggled with the website yesterday, I could not open the web, I kept getting an error message. Roo ndiri bhoo mumwe wangu. Kentsho whtever his name is needs to behave hauuye pane vakuru uchiita nyemu nyemu wazvinzwa. Tiri vanhu vakuru isu tisu takavhura mugodhi tikapa baba vako basa kuti vakwanise kukutengera manappies wabva kupfeka zambia. Ganyaz saka uine makumbo ekuleft ese mfana, unofamba segakanje. Roo ndanga ndisinga zive kuti utori muNaija zviri serious.

PD ini naRooster takawana hameno kasekuru ako kanonzi Ganyaz, kachiri kutsvaga kwekufira ne mukondazi.
Ko ndeipi naLiz veduwe?
iwe shamwari tanga wati makadii vakuru ndokuti tizivane wakanganwa munhu aikuzunzira mahingi (mahabhurosi) Kwotonny usadaro shamwari laugh.gif  blink.gif  rolleyes.gif


#36 kentso

kentso

    New Zimbabwean

  • Members
  • 50 posts
  • Gender:Male
  • Location:luton uk

Posted 25 June 2009 - 02:25 PM

QUOTE (rooster @ Jun 25 2009, 10:02 AM) <{POST_SNAPBACK}>
Liz is lost in the wilderness. Will try hola her on her mobile again and take step by step. MT shamwari I have been coming tothis place for 3 years and nyaya yekutsvaka mavisa every time was getting cumbersome saka I decided to hget a resident permit. Works in some cases but in this case it was a disadvantage.

I wish kumusha kwachinaka becoz kuwana dhora chairo zvzkunetsa.
ndeipi narooster ndiwe wega unenge wakangwarira pamaface ese ekumugodi ririsei graft


#37 Mtshumayeli

Mtshumayeli

    New Zimbabwean

  • Members
  • 482 posts
  • Gender:Male
  • Location:USA
  • Interests:Bible reading
    Attending my church functions
    Life is fragile youhave to handle it with prayer
    />My kids take most of my time
    Once in a while I play soccer we have a team from my Church

Posted 26 June 2009 - 02:29 AM

Iwe Kentso unoda kunzi mhoro neni iwe, hauna matyira haikona. Tarisa uone akavhura shinda yino kuti ndiani. Sei usiri kuda kuudza vakuru vedariro kuti umbori ani? Ndicha kusaidzira Ganyaz ukaramba uchida  chinyau, Ganyaz anoswera anyora zita rako rese pano maboora ngoma nanamupomba ngoro vese vese vakakuziva pno ahi. Usati handina kukuyambira.Ini naRooster tino sheya huIshe pashinda ino, Ganyaz ndiye jinda ramambo saka ukarasa muswe.

Rooster manji uchaomerwa nehupenyu because manaijimbi akamakwa kwesekwese.

#38 Princess Dee

Princess Dee

    New Zimbabwean

  • Members
  • 2819 posts
  • Gender:Female
  • Location:In His loving arms

Posted 26 June 2009 - 07:00 AM

Makadiiko makadiiko vanhuwe e pano? I enjoy your thread saka nyorai nyorai please. You make the mining community sound so o interesting. Ndakuto wisher kuti dai ndakambokugarawo.
@Rooster, ini ndaigara kuQueensdale hameno kana wakambokusvika. Ko Liz uyu akaendepiko nahi veduwe e, ndiri kuda kumuvhunza nyaya dzekuChinamwari, pamwe ndikawane tuma skills here and there
HER ROYAL ASSNESS!



#39 rooster

rooster

    New Zimbabwean

  • Members
  • 296 posts
  • Gender:Male
  • Location:Lagos

Posted 26 June 2009 - 01:00 PM

PD chimhandara, ini ndiri swerokuendamukwashawezuva. Unongozivawo maroja zvaanoita. Ndakambogara kuMsasa Park, nekuEpworth rega nditaure ndega chinyau asati atenga nyaya yacho saka ndaipfuura nepo. Taitenga paOK, handizive ichipo here? Shamwari yangu yakamboticha paimwe academy yaive pedyo nePolce station - 1st academy. I used to call it Fake academy because zvaiitwapo aiwe ma1 chaiwo.  Zvemastaira bvunza mainini Ganyaz vanenge vane ruzivo zvishoma.

MT naKenso, I beg guys itai peace offering. Kenso arikuti aisheka muhingi for u and pawaimhanyiswa naWhitby mukharadhi ndiye aitamba front so kiss and make up. The last time I passed thru paive paanebhawa pakona paye. But unoziva mine personel vaimbo rwara so, zvidzimba zvemabhiza zviya close to the smelter zvakaconvertwa kuita imba dzevashandi back then. Izvozvi munotova nevanhu mufunge.

MT lets keep on praying sha. Kumusha uku ma1. kunotoda nyasha dzaiye musiki. Kenso weLonso, ukawona chimai Maria ikoko usatiza, mufana wako Ganyaz. Akangonzwa ngoma kambarure kasipambauhwa anebva abuda mashave. Liz akaedza kundifonera nezuro, in fact she flashed me, or beeped me but when \i called bek foni yacho yairamba. She has turned flash master sezvisikana zvekuno. Maybe aida help on logging.

LIZ woye.


#40 kentso

kentso

    New Zimbabwean

  • Members
  • 50 posts
  • Gender:Male
  • Location:luton uk

Posted 26 June 2009 - 01:42 PM

QUOTE (Mtshumayeli @ Jun 26 2009, 03:29 AM) <{POST_SNAPBACK}>
Iwe Kentso unoda kunzi mhoro neni iwe, hauna matyira haikona. Tarisa uone akavhura shinda yino kuti ndiani. Sei usiri kuda kuudza vakuru vedariro kuti umbori ani? Ndicha kusaidzira Ganyaz ukaramba uchida  chinyau, Ganyaz anoswera anyora zita rako rese pano maboora ngoma nanamupomba ngoro vese vese vakakuziva pno ahi. Usati handina kukuyambira.Ini naRooster tino sheya huIshe pashinda ino, Ganyaz ndiye jinda ramambo saka ukarasa muswe.

Rooster manji uchaomerwa nehupenyu because manaijimbi akamakwa kwesekwese.
iwo mahewu amaipuhwa navakakamba kualaska primary ndiwo aunofunga kuti uri dhara madhara tisu taidyira mari kwachipoko




Reply to this topic



  


0 user(s) are reading this topic

0 members, 0 guests, 0 anonymous users