Zvino vamwe chairman vemudunhu iri vakasimuka vachiti :
'Tinotenda chaizvo nerutsigiro rwatakakupai Doctor kuno kwa Bhasera rwakaita kuti muhwine zvine mutsindo'
Mhururu yakabva yati tibaa-a vanhu vachipembera...Kusati kwapera maminitsi akati wandei VaMudenge vakabva vasiuka kwaakuti....Rutsigiro rwepi?Munoti rutsigiro rwepi?Tinyarararirei ndakarigger ini,dai ndisina kurigger ndisipo pano











