Sa MD dzakbva dzasvika nehasha-hezvinoi zvakaitika:
Dzakasvika pa reception kwaakuwona paine varume vashanu vakamira-idzo kwaakuti:
Mapenzi evanhu munoita basa rekusashanda ka imi imi muchihora mari?
Ndimizve murikuita kuti kambani ino isabudirire manje makaura'
Mese muri five YOU ARE FIRED...taurai mari dzamunotambira ndiupei faster faster/
Kwahi vese vakataura kwaakupiwa-idzo kwaakuti endai musadzoke futi pano apa/
Dzapedza dzakabva dzavhunza receptionist kuti vanhu vadzadzinga vaimboita nezvei/
Secretary kwaakuti aaah vanhu ava vange vauya kuzogadzira plumbing problems










